Luke 12:43 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakaropafadzwa muranda uyo, unoti, kana ishe wake aciȿika, akamuwana aciita saiɀoɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvichava zvakanaka kumuranda uyo achawanikwa natenzi wake achiita izvozvo paanodzoka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akakomborerwa muranda uyo anoti kana Tenzi wake wouya anomuwana achiita saizvozvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Akaropafadzwa muranda uyo anoti, kana ishe wake achisvika, akamuwana achiita saizvozvo.
Shona 2009?
Wakaropafadzwa muranda uyo unoti kana ishe wake achisvika, amuwane achiita saizvozvo.
Shona SUB 2002 Bible
“Akaropafadzwa muranda uyo anoti, kana ishe wake achisvika, akamuwana achiita saizvozvo.