Luke 12:46 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ishe womuranda uyo ucaȿika nezuʋa raasiŋgatariri, neŋguʋa yaasiŋgaziʋi, akamuroʋesa ɀikuru, akamupa mugoʋe wake pamŋe cete naʋasakatendeka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tenzi womuranda uyo achauya pazuva raasingamutarisiri uye nenguva yaasingazivi. Achamubvamburabvambura, agomuisa panzvimbo yavasingatendi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
tenzi womuranda iyeyo achauya pazuva raasingamutarisiri uye panguva yaasingazivi. Achamuranga achizomuisa kuna vasingatendeki.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ishe womuranda uyo achasvika nezuva raasingatariri, nenguva yaasingazivi, akamurovesa zvikuru, akamupa mugove wake pamwechete navasakatendeka.
Shona 2009?
ishe womuranda uyo uchasvika nezuva raasingataririri, nenguva yaasingazivi, akamugura napakati, akamupa mugove wake pamwe chete navasakatendeka.
Shona SUB 2002 Bible
ishe womuranda uyo achasvika nezuva raasingatariri, nenguva yaasingazivi, akamurovesa zvikuru, akamupa mugove wake pamwechete navasakatendeka.