Luke 12:49 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakaʋuya kuzokanda mŋoto panyika; ɀino ndinoti: Ƌai watoɓatidzwa hawo!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ndakauya kuzobatidza moto panyika, uye ndinoshuva sei kuti dai wakabatidzwa kare!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ndakauya kuzokanda moto panyika. Ndinodisisa seiko kuti dai wakatobatira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ndakauya kuzokanda moto panyika; zvino ndinoti, dai watobatidzwa hawo!
Shona 2009?
Ndakavuya kuzokanda moto panyika zvino ndichadei iwo watobatidzwa?
Shona SUB 2002 Bible
“Ndakauya kuzokanda moto panyika; zvino ndinoti, dai watobatidzwa hawo!