Luke 12:50 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndinorubapatidzo rwandicabapatidzwa narwo; ndinomanikidzwa sei kuȿikira ɀiciitika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi ndino rubhabhatidzo rwandichapinda marwuri, uye ndinoshungurudzwa sei kusvikira ruchiitika!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndine ruombeko rwandinofanira kuombekwa narwo uye kuti ndinodisisa seiko kuti dai rwaitwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndino rubhabhatidzo rwandichabhabhatidzwa narwo; ndinomanikidzwa sei kusvikira zvichiitika.
Shona 2009?
Asi ini ndinorubhabhatidzo rwandichabhabhatidzwa narwo, zvino ndinomanikidzwa sei kusvikira zvichipedziswa.
Shona SUB 2002 Bible
Ndino rubhabhatidzo rwandichabhabhatidzwa narwo; ndinomanikidzwa sei kusvikira zvichiitika.