Luke 12:51 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munofuŋga kuti ndakaʋuya kuzopa rugare panyika here? Ndinoti kwamuri: Kwete, asi kupesanisa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munofunga kuti ndakauya kuzoisa rugare panyika here? Ndinoti kwamuri kwete, asi kuzopesanisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Regai kufunga kutoti ndakauya kuzounza rugare panyika. Ndinokutaurirai kuti kwete asi kuti ndakaunza kuparadzanisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munofunga kuti ndakauya kuzopa rugare panyika here? Ndinoti kwamuri, kwete, asi kupesanisa.
Shona 2009?
Munofunga imwi kuti ndakavuya kuzopa rugare panyika here? Kwete, ndinoti kwamuri, asi kupesanisa.
Shona SUB 2002 Bible
Munofunga kuti ndakauya kuzopa rugare panyika here? Ndinoti kwamuri, kwete, asi kupesanisa.