Luke 12:52 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti kubva ɀino ʋashanu ʋeimba imŋe ʋacapesana, ʋatatu ʋacipesana naʋaʋiri, ʋaʋiri naʋatatu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kubva zvino vanhu vashanu mumhuri imwe vachapesana, vatatu vachirwa navaviri uye vaviri vachirwa navatatu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kubvira zvino mumba mumwechete muchava navashanu vakapararana. Vatatu vachipesana navaviri. Vaviri vachipesana navatatu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti kubva zvino vashanu veimba imwe vachapesana, vatatu vachipesana navaviri, vaviri navatatu.
Shona 2009?
Nokuti kubva zvino vashanu veimba imwe vachapesana, vatatu vachipesana navaviri, uye vaviri navatatu,
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti kubva zvino vashanu veimba imwe vachapesana, vatatu vachipesana navaviri, vaviri navatatu.