Luke 12:54 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kuʋanhu ʋazhinji: Kana muciʋona gore ricikwira kumaʋirira, pakarepo munoti: Mvura icanaya; ɀoitika saiɀoɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati kuvanhu vazhinji, “Pamunoona gore richikwira kumavirira, pakarepo munoti, ‘Kuchanaya,’ zvigoita saizvozvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akati kuruzhinji rwavanhu, “Kana mukaona gore richikwira richibva kumadokero munobva mati kuchanaya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati kuvanhu vazhinji, “Kana muchiona gore richikwira kumavirira, pakarepo munoti, mvura ichanaya; zvoitika saizvozvo.
Shona 2009?
Akativo kuchaunga: Kana muchivona gore richisimuka kubva kumavirira, pakarepo munoti: Mvura inovuya; zvodaro.
Shona SUB 2002 Bible
Akati kuvanhu vazhinji, “Kana muchiona gore richikwira kumavirira, pakarepo munoti, mvura ichanaya; zvoitika saizvozvo.