Luke 12:55 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana muciʋona mhepo icivuvuta icibva Zasi, munoti: Kucapisa kwaɀo; ɀoitika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye kana mhepo yezasi ichivhuvhuta, imi munoti, ‘Kuchapisa,’ zvoita saizvozvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvo zvichibva zvaitikawo. Kana mukaona mhepo yokumaodzanyemba ichivhuvhuta munoti kuchapisa zvakanyanya, zvichibva zvaitika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana muchiona mhepo ichivhuvhuta ichibva Zasi munoti, kuchapisa kwazvo; zvoitika.
Shona 2009?
Kana \add muchivona\add* mhepo yokuchamhembe ichivhuvhuta munoti: Kuchapisa; zvoitika.
Shona SUB 2002 Bible
Kana muchiona mhepo ichivhuvhuta ichibva zasi munoti, kuchapisa kwazvo; zvoitika.