Luke 12:59 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndinoti kwauri, hauŋgatoŋgoɓuɗi’mo, usati waripa kamari kwokupedzisira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndinoti kwauri, haungabudimo usati waripa sendi rokupedzisira.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinokuudza kuti haumbofa wakabuda kusvikira wabhadhara sendi rokupedzisira.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndinoti kwauri, haungatongobudimo, usati waripa kamari kwokupedzisira.”
Shona 2009?
Ndinoti kwauri: Haungatongobudimo, kusvikira waripa kamari kokupedzisira.
Shona SUB 2002 Bible
Ndinoti kwauri, haungatongobudimo, usati waripa kamari kokupedzisira.”