Luke 12:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndinoti kwamuri: Mumŋe nomumŋe unondipupura pamberi paʋanhu, Mŋanakomana womunhu ucamupupura ʋo pamberi paʋatumŋa ʋaMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ndinokuudzai kuti, ani naani anondipupura pamberi pavanhu, Mwanakomana woMunhu achamupupurawo pamberi pavatumwa vaMwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ndinokutaurira kuti, ‘Munhu wose anondibvuma pamberi pavanhu, Mwanakomana womunhu achamubvumawo pamberi pavatumwa vaMwari.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ndinoti kwamuri, mumwe nomumwe anondipupura pamberi pavanhu, Mwanakomana womunhu achamupupurawo pamberi pavatumwa vaMwari.
Shona 2009?
Ndinotivo kwamuri: Mumwe nomumwe unondibvuma pamberi pavanhu, Iye Mwanakomana womunhu uchamubvumavo pamberi pavatumwa vaMwari;
Shona SUB 2002 Bible
“Ndinoti kwamuri, mumwe nomumwe anondipupura pamberi pavanhu, Mwanakomana womunhu achamupupurawo pamberi pavatumwa vaMwari.