Luke 13:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akapindura, akati kwaʋari: Munoti ʋaGarirea aʋo ʋakaŋga ʋari ʋatadzi here kupfuʋura ʋaGarirea ʋose, ɀaʋakatambudzika saiɀoɀo?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akapindura akati, “Munofunga kuti vaGarirea ava vakanga vari vatadzi zvakanyanya kupfuura vose here zvavakatambudzika nenzira iyi?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akavapindura achiti, “Munofunga kuti vaGarirea ivavo vakanga vari vatadzi kupfuura vamwe vaGarirea vose here zvavakatambudzika kudaro?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akapindura, akati kwavari, “Munoti vaGariria avo vakanga vari vatadzi here kupfuura vaGariria vose, zvavakatambudzika saizvozvo?
Shona 2009?
Jesu achipindura akati kwavari: Munofunga kuti vaGariri avo vakanga vari vatadzi here kupfuvura vaGariri vose, zvavakatambudzika zvinhu zvakadai?
Shona SUB 2002 Bible
Akapindura, akati kwavari, “Munoti vaGareriya avo vakanga vari vatadzi here kupfuura vaGareriya vose, zvavakatambudzika saizvozvo?