Luke 13:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mumŋe akati kwaari: Ishe, ʋacazoponeswa ʋashoma here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mumwe akamubvunza akati, “Ishe, vanhu vashoma chete ndivo vachaponeswa here?” Iye akati kwavari,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pano mumwe akati kwaari, “Tenzi, vachaponeswa vashoma here?” Iye akati kwavari,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mumwe akati kwaari, “Ishe, vachazoponeswa vashoma here?”
Shona 2009?
Ipapo mumwe akati kwaari: Ishe, vachazoponeswa vashoma here? Akati kwavari:
Shona SUB 2002 Bible
Mumwe akati kwaari, “Ishe, vachazoponeswa vashoma here?”