Luke 13:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mucataŋga kuti: Taidya, tainwa pamberi penyu, ʋuye maidzidzisa panzira dzomumisha yeɗu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ipapo muchati, ‘Taidya uye tainwa pamwe chete nemi, uye maidzidzisa munzira dzomumisha yedu.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo muchatanga kuti, ‘Inga taidya nokunwa nemi uye maidzidzisa mumigwagwa yedu wani,’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino muchatanga kuti, ‘Taidya, tainwa pamberi penyu, uye maidzidzisa panzira dzomumisha yedu.’
Shona 2009?
Zvino muchatanga kuti: Taidya, nokumwa pamberi penyu, uye imwi makadzidzisa panzira dzokwedu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino muchatanga kuti, ‘Taidya, tainwa pamberi penyu, uye maidzidzisa panzira dzomumisha yedu.’