Luke 13:29 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋacabva mabvazuʋa, nokumaʋirira, nokumsoro, nezasi, ʋakagara muʋushe bgaMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vachabva kumabvazuva nokumavirira, nokumusoro nezasi, uye vachagara pazvigaro zvavo pamabiko muumambo hwaMwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vachauya vachibva kumabvazuva nokumadokero uye vachibva kuchamhembe nokumaodzanyemba vachizogara pakudya muumambo hwaMwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Vanhu vachabva kumabvazuva, nokumavirira, nokumusoro, nezasi, vakagara muushe hwaMwari.
Shona 2009?
Zvino vachabva mabvazuva namavirira, uye kumaodzanyemba nechamhembe, vachagara muushe bwaMwari.
Shona SUB 2002 Bible
“Vanhu vachabva kumabvazuva, nokumavirira, nokumusoro, nezasi, vakagara muushe hwaMwari.