Luke 13:31 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Neŋguʋa iyo ʋamŋe ʋaFarise ʋakaȿika, ʋakati kwaari: Ƃuɗai, mubve pano, nokuti Herode unoɗa kukuʋurayai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Panguva iyoyo vamwe vaFarisi vakauya kuna Jesu vakati kwaari, “Ibvai pano muende kumwewo. Herodhi anoda kukuurayai.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Panguva iyoyo vamwe vaFarisei vakauya vakati kwaari, “Chibvai kuno nokuti Herodhi ari kuda kukuurayai.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nenguva iyo vamwe vaFarisi vakasvika, vakati kwaari, “Budai, mubve pano, nokuti Herodhi anoda kukuurayai.”
Shona 2009?
Nezuva iroro kwakasvika vamwe vaFarisi, vachiti kwaari: Budai mubve pano, nokuti Herodhe unoda kukuvurayai.
Shona SUB 2002 Bible
Nenguva iyo vamwe VaFarisi vakasvika, vakati kwaari, “Budai, mubve pano, nokuti Herodhi anoda kukuurayai.”