Luke 13:32 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kwaʋari: Endai, mundoʋudza mhuŋgubge iyo, muti: Tarira, ndinoɓuɗisa mŋeya yakaipa, ndinoporesa nhasi namaŋgwana, ne zuʋa retatu ndinopedzisa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akapindura akati, “Endai munoudza gava iro kuti, ‘Ndichadzinga madhimoni nokuporesa vanhu nhasi namangwana, uye pazuva retatu ndichapedzisa basa rangu.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye akati kwavari, “Endai mundotaurira gava iroro kuti, ‘Ndiri kudzinga mweya yakaipa ndichaporesa nhasi namangwana, pazuva retatu ndobva ndapedza basa rangu.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati kwavari, “Endai, mundoudza mhungubwe iyo, muti, ‘Tarira, ndinobudisa mweya yakaipa, ndinoporesa nhasi namangwana, nezuva retatu ndinopedzisa.’
Shona 2009?
Akati kwavari: Endai, mundovudza mhungubwe iyo, \add muti\add*: Tarira, ndinobudisa mweya yakaipa nokuporesa nhasi namangwana, neretatu ndinopedziswa.
Shona SUB 2002 Bible
Akati kwavari, “Endai, mundoudza mhungubwe iyo, muti, ‘Tarira, ndinobudisa mweya yakaipa, ndinoporesa nhasi namangwana, nezuva retatu ndinopedzisa.’