Luke 14:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti mumŋe nomumŋe unoɀikudza, ucaninipiswa; ʋuye mumŋe nomumŋe unoɀininipisa, ucakudzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti mumwe nomumwe anozvikudza achaninipiswa, uye uyo anozvininipisa achakudzwa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti munhu wose anozvikudza achaninipiswa. Nouyo anozvininipisa achakudzwa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti mumwe nomumwe anozvikudza, achaninipiswa; uye mumwe nomumwe anozvininipisa, achakudzwa.”
Shona 2009?
Nokuti ani nani unozvikudza, uchaninipiswa; nounozvininipisa uchakudzwa.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti mumwe nomumwe anozvikudza, achaninipiswa; uye mumwe nomumwe anozvininipisa, achakudzwa.”