Luke 14:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akati kwaari: Mumŋe munhu wakagadzira cirayiro cikuru, akakokera ʋazhinji.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akapindura akati, “Mumwe murume akanga achigadzira mabiko makuru uye akakoka vanhu vazhinji.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Jesu akati kwaari, “Mumwe munhu akaita mabiko makuru, akakoka vanhu vakawanda.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akati kwaari, “Mumwe munhu akagadzira chirariro chikuru, akakokera vazhinji.
Shona 2009?
Iye akati kwaari: Mumwe munhu wakagadzira chirayiro chikuru, akakokera vazhinji.
Shona SUB 2002 Bible
Iye akati kwaari, “Mumwe munhu akagadzira chirariro chikuru, akakokera vazhinji.