Luke 14:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mumŋe akati: Ndateŋga nzombe dzamajoko mashanu, ndinoenda kundodziidza; ndinokumbira kuti undireʋere.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Mumwe akati, ‘Ndichangotenga nzombe dzamajoko mashanu izvozvi, uye ndiri kuenda kumbonodziedza. Ndapota ndiregererei.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mumwewo akati, ‘Ndatenga zvipani zvamadhonza zvishanu, ndinofanira kuenda ndimbondoaedza. Ndinokumbirai kuti mundiregererewo.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mumwe akati, ‘Ndatenga nzombe dzamajoko mashanu, ndinoenda kundodziedza; ndinokumbira kuti undirevere.’
Shona 2009?
Mumwe akati: Ndatenga zvipani zvishanu zvenzombe, ndinoenda, kundodziidza; ndinokumbira undiregerere.
Shona SUB 2002 Bible
Mumwe akati, ‘Ndatenga nzombe dzamajoko mashanu, ndinoenda kundodziedza; ndinokumbira kuti undirevere.’