Luke 14:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mumŋe akati: Ndawana mukadzi, naiɀoɀo handiŋgaʋuyi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Mumwezve akati, ‘Ndichangowana mukadzi izvozvi, saka handingauyi.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mumwewo akati, ‘Ndaroora mudzimai nezvo handigoni kuuya.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mumwe akati, ‘Ndawana mukadzi, naizvozvo handingauyi.’
Shona 2009?
Mumwe akati: Ndawana mukadzi, naizvozvo handingavuyi.
Shona SUB 2002 Bible
Mumwe akati, ‘Ndawana mukadzi, naizvozvo handingauyi.’