Luke 14:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ndinoti kwamuri: Hakunomumŋe kunaʋarume aʋo ʋandakokera, ucaraʋira cirayiro caŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndinoti kwamuri, hakuna kana mumwe chete wavaya vakanga vakokwa acharavira mabiko angu.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti ndinokutaurirai kuti hapana kana nomumwechete waavo vakakokwa acharavira mabiko angu.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti ndinoti kwamuri, hakuna mumwe kuna varume avo vandakokera, acharavira chirariro changu.’ ”
Shona 2009?
Nokuti ndinoti kwamuri: Hakuno mumwe kunavarume avo vakakokwa ucharavira chirayiro changu.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti ndinoti kwamuri, hakuna mumwe kuna varume avo vandakokera, acharavira chirariro changu.’ ”