Luke 14:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋazhinji‐zhinji ʋakafamba naye; akatendeʋuka, akati kwaʋari:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vazhinji zhinji vakanga vachifamba naJesu, uye iye akatendeukira kwavari akati,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vazhinji — zhinji vaifamba pamwechete naJesu. Akatendeuka akati kwavari,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vazhinji-zhinji vakafamba naye; akatendeuka, akati kwavari,
Shona 2009?
Zvino zvaunga zvikuru zvaifamba naye; akatendevuka akati kwavari:
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vazhinji zhinji vakafamba naye; akatendeuka, akati kwavari,