Luke 14:29 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kuti ɀimŋe kana ataŋga nheyo, akakoniwa kupedzisa, ʋose ʋano ɀi ʋona, ʋasataŋga kumuseka,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti kana akavaka hwaro akasagona kuipedza, munhu wose anomuona achamuseka,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvingaitike kuti iye achera ugaro hwayo wotadza kuipedza. Vose vanoiona vanotanga kumuseka vachiti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kuti zvimwe kana atanga nheyo, akakoniwa kupedzisa, vose vanozviona, vasatanga kumuseka,
Shona 2009?
Kuti zvimwe akateya nheyo akakoniwa kupedzisa, vose vanovona vanotanga kumuseka,
Shona SUB 2002 Bible
Kuti zvimwe kana atanga nheyo, akakoniwa kupedzisa, vose vanozviona, vasatanga kumuseka,