Luke 14:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Jesu akapindura, akataura kuʋaɗudziri ʋomurairo nokuʋaFarise, aciti: Kwakatenderwa kuporesa nomusi wesaɓata here, kana kwete?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akabvunza vaFarisi navadudziri vomurayiro achiti, “Zvinotenderwa here nomurayiro kuporesa nomusi weSabata, kana kuti kwete?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akataura kunyanzvi dzomutemo navaFarisei achiti, “Zviri pamutemo here kana kuti kwete kuporesa nomusi weSabata?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Jesu akapindura, akataura kuvadudziri vomurayiro nokuvaFarisi, achiti, “Kwakatenderwa kuporesa nomusi weSabata here, kana kwete?”
Shona 2009?
ipapo Jesu akapindura akataura kunyanzvi dzomutemo navaFarisi, achiti: Zviri pamutemo here kuporesa nomusi wesabata here?
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Jesu akapindura, akataura kuvadudziri vomurairo nokuvaFarisi, achiti, “Kwakatenderwa kuporesa nomusi weSabata here, kana kwete?”