Luke 14:30 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋaciti: Uyu munhu wakataŋga kuʋaka, akakoniwa kupedzisa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
achiti, ‘Munhu uyu akatanga kuvaka asi akasagona kupedza.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
‘Murume uyu akatangisa kuvaka asi akatadza kupedza.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vachiti, ‘Uyu munhu akatanga kuvaka, akakoniwa kupedzisa.’
Shona 2009?
vachiti: Uyu munhu wakatanga kuvaka, asi akakoniwa kupedzisa.
Shona SUB 2002 Bible
vachiti, ‘Uyu munhu akatanga kuvaka, akakoniwa kupedzisa.’