Luke 14:33 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saiɀoɀo ʋo, aninani kwamuri usiŋgasiyi ɀose ɀaanaɀo, haaŋgaʋi mudzidzi waŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saizvozvowo, ani naani wenyu asingasiyi zvose zvaanazvo haangavi mudzidzi wangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo aninani asingasiyi zvose zvaanazvo haakwanisi kuva mudzidzi wangu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Saizvozvowo, ani naani kwamuri asingasii zvose zvaanazvo, haangavi mudzidzi wangu.”
Shona 2009?
Saka saizvozvovo, aninani kwamuri usingasiyi zvose zaanazvo, haangavi mudzidzi wangu.
Shona SUB 2002 Bible
Saizvozvowo, ani naani kwamuri asingasiyi zvose zvaanazvo, haangavi mudzidzi wangu.”