Luke 14:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana iwe uciŋge wakokerwa nomunhu kumutambo wokuwana, usagara pacigaro capamberi; ɀimŋe mumŋe, unokudzwa kupfuʋurewe, wakokerwa ʋo naye;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Kana mumwe akakukoka kumuchato, usazvisarudzira nzvimbo yapamberi, nokuti mumwe munhu anokudzwa kupfuura iwe angadaro akakokwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana uchinge wakokwa nani zvake kumabiko omuchato, rega kugara pachigaro chavakuru vakuru. Pangadaro pakakokwa munhu mukuru kupfuura iwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kana iwe uchinge wakokerwa nomunhu kumuchato, usagara pachigaro chapamberi; zvimwe mumwe, anokudzwa kupinda iwe, akokerwawo naye;
Shona 2009?
Kana wakokwa nani zvake kumutambo wokuwana, usagara pachigaro chapamusoro; zvimwe mumwe unokudzwa kupfuvurewe wakokwa\add vo\add* naye,
Shona SUB 2002 Bible
“Kana iwe uchinge wakokerwa nomunhu kumuchato, usagara pachigaro chepamberi; zvimwe mumwe, anokudzwa kupinda iwe, akokerwawo naye;