Luke 15:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakati: Mumŋe munhu waiʋa naʋanakomana ʋaʋiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akaenderera mberi akati: “Pakanga pano mumwe murume akanga ane vanakomana vake vaviri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akatizve, “Kwaiva nomumwe murume aiva navanakomana vaviri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akati, “Mumwe munhu aiva navanakomana vaviri.
Shona 2009?
Zvino wakati: Mumwe munhu waiva anavanakomana vaviri;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akati, “Mumwe munhu aiva navanakomana vaviri.