Luke 15:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakati apedza ɀose, nzara huru ikaȿika panyika iyo, akataŋga kushaiwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shure kwokunge apedza zvose, kwakava nenzara huru munyika yose iyoyo, uye akatanga kushayiwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paakapedza kudya zvose, kwakamuka nzara huru munyika iyoyo. Naiyewo akatanga kushaiwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino akati apedza zvose, nzara huru ikasvika panyika iyo, akatanga kushayiwa.
Shona 2009?
Zvino wakati apedza zvose, kwakavuya nzara huru panyika iyo, akatanga kushaiwa.
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino akati apedza zvose, nzara huru ikasvika panyika iyo, akatanga kushayiwa.