Luke 15:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicasimuka, ndiende kunaɓaɓa ʋaŋgu, nditi kwaʋari: Ƃaɓa, ndatadzira kuɗeŋga, napamberi penyu,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichasimuka ndiende kuna baba vangu ndinoti kwavari: Baba, ndakatadzira denga napamberi penyuwo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichasimuka ndiende kuna Baba vangu ndigondoti kwavari, ‘Baba ndakatadzira denga uye ndatadzawo kwamuri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichasimuka, ndiende kuna baba vangu, nditi kwavari, baba, ndatadzira wedenga, nemi,
Shona 2009?
Ndichasimuka ndiende kunababa vangu, ndigoti kwavari: Baba ndakatadzira kudenga, napamberi penyu;
Shona SUB 2002 Bible
Ndichasimuka, ndiende kuna Baba vangu, nditi kwavari, Baba, ndatadzira wedenga, nemi,