Luke 15:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
handicafaniri kunzi mŋanakomana wenyu; mundiite somumŋe waʋaranda ʋenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Handichafaniri kunzi mwanakomana wenyu, ndiitei henyu somumwe wavaranda venyu.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Handichakodzeri kuti ndinzi mwana wenyu. Chindibatai somumwe wavashandi venyu.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
handichafaniri kunzi mwanakomana wenyu; mundiite somumwe wavaranda venyu.’
Shona 2009?
uye handichafanirizve kunzi mwanakomana wenyu; mundiite somumwe wavashandi venyu.
Shona SUB 2002 Bible
handichafaniri kunzi mwanakomana wenyu; mundiite somumwe wavaranda venyu.’