Luke 15:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋafarise naʋanyori ʋose ʋakaŋuŋuna, ʋaciti: Uyu munhu unogamucira ʋatadzi, acidya naʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi vaFarisi navadzidzisi vomurayiro vakagunun'una vachiti, “Uyu munhu anogamuchira vatadzi uye anodya navo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaFarisei nenyanzvi dzomutemo vakanyunyuta vachiti munhu uyu anogamuchira vatadzi achidya navo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
VaFarisi navanyori vose vakagun'un'una, vachiti, “Uyu munhu anogamuchira vatadzi, achidya navo.”
Shona 2009?
VaFarisi navanyori vakatsutsumwa vachiti: Uyu unogamuchira vatadzi, achidya navo.
Shona SUB 2002 Bible
VaFarisi navanyori vose vakagun'un'una, vachiti, “Uyu munhu anogamuchira vatadzi, achidya navo.”