Luke 15:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋanakomana akati kwaʋari: Ƃaɓa, ndatadzira kuɗeŋga napamberi penyu, handicafaniri kunzi mŋanakomana wenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Mwanakomana akati kuna baba vake, ‘Baba, ndakatadzira denga napamberi penyu. Handichafaniri kunzi mwanakomana wenyu.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwana uya akati kwavari, ‘Baba, ndakatadzira Wedenga uye ndakakutadzirai. Handichakodzeri kuti ndinzi mwana wenyu.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Mwanakomana akati kwavari, ‘Baba, ndatadzira wedenga nemi, handichafaniri kunzi mwanakomana wenyu.’
Shona 2009?
Zvino mwanakomana akati kwavari: Baba, ndakatadzira kudenga napamberi penyu, uye handichafanirizve kunzi mwanakomana wenyu.
Shona SUB 2002 Bible
“Mwanakomana akati kwavari, ‘Baba, ndatadzira wedenga nemi, handichafaniri kunzi mwanakomana wenyu.’