Luke 15:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ɓaɓa ʋakati kuʋaranda ʋaʋo: Kurumidzai, muʋuye neŋguʋo yakaiȿo‐naka, mumupfekedze iyo; muise mhete pamunwe wake, neshaŋgu patsoka dzake;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Asi baba vakati kuvaranda vavo, ‘Kurumidzai! Uyai nenguo dzakaisvonaka mumupfekedze. Muise mhete pamunwe wake neshangu mutsoka dzake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi baba vakati kuvashandi vavo, ‘Kurumidzai kuuya negemenzi rakanakisisa mumupfekedze; muise ringi mumunwe wake neshangu mumakumbo,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi baba vakati kuvaranda vavo, ‘Kurumidzai, muuye nenguo yakaisvonaka, mumupfekedze iyo; muise mhete pamunwe wake, neshangu patsoka dzake;
Shona 2009?
Asi baba vakati kuvaranda vavo: Budai nenguvo yakaisvonaka, mumupfekedze, muise mhete pamumwe wake, nemanyatera patsoka \add dzake\add*;
Shona SUB 2002 Bible
Asi baba vakati kuvaranda vavo, ‘Kurumidzai, muuye nenguo yakaisvonaka, mumupfekedze iyo; muise mhete pamunwe wake, neshangu patsoka dzake;