Luke 15:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokuti mŋanakomana waŋgu uyu wakaŋga afa, wararama ɀe; wakaŋga arashika, wawanika ɀe Ɀino ʋakataŋga kufara.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti mwanakomana wangu uyu akanga afa, zvino araramazve; akanga arasika, zvino awanikwa.’ Saka vakatanga kupembera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti mwana wangu uyu akanga afa ava mupenyu zvakare, akanga arasika zvino awanikwa.’ Ndokubva vatanga zvavo kufara zvikuru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokuti mwanakomana wangu uyu akanga afa, araramazve; akanga arasika, awanikazve.’ Zvino vakatanga kufara.
Shona 2009?
nokuti uyu mwanakomana wangu wakanga afa, zvino wararamazve; wakanga arashika, asi wawanikwa; zvino vakatanga kufara.
Shona SUB 2002 Bible
nokuti mwanakomana wangu uyu akanga afa, araramazve; akanga arasika, awanikazve.’ Zvino vakatanga kufara.