Luke 15:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo akaɗanira kwaari mumŋe waʋaranda, akamubvunza kuti iɀi ɀinyiko.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka akadana mumwe wavaranda akamubvunza kuti chii chakanga chichiitika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akadaidza mumwe mushandi akamubvunza kuti chaiva chii.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ipapo akadanira kwaari mumwe wavaranda, akamubvunza kuti, ‘Izvi zvinyiko.’
Shona 2009?
Ipapo akadanira kwaari mumwe wavaranda, akamubvunza kuti izvi zvinoreveiko.
Shona SUB 2002 Bible
“Ipapo akadanira kwaari mumwe wavaranda, akamubvunza kuti, ‘Izvi zviiko.’