Luke 15:27 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kwaari: Munuŋuna wako waȿika, ɀino ɓaɓa ʋako ʋaɓaya mhuru yakakodzwa, nokuti ʋamuwana ɀe ari mupenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muranda akapindura akati, ‘Munun'una wenyu auya uye baba venyu vamubayira mhuru yakakodzwa nokuti adzoka ari mupenyu uye akasimba.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akamuti, ‘Munun'una wenyu wauya. Baba venyu vabaya mhuru iya yakakodzwa nokuti vamugamuchirazve ari mutano.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati kwaari, ‘Munun'una wako asvika, zvino baba vako vabaya mhuru yakakodzwa, nokuti vamuwanazve ari mupenyu.’ ”
Shona 2009?
Zvino akati kwaari: Munun'una wako wasvika; zvino baba vako vabaya mhuru yakakodzwa, nokuti vamugamuchira ari mupenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Akati kwaari, ‘Munun'una wako asvika, zvino baba vako vabaya mhuru yakakodzwa, nokuti vamuwanazve ari mupenyu.’ ”