Luke 15:30 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi mŋanakomana wenyu uyu, wakaparadza fuma yenyu neɀifeʋe, wakati aciȿika, mamuɓayira mhuru yakakodzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi pangouya mwanakomana wenyu uyu, akaparadza pfuma yenyu nezvifeve, mamubayira mhuru yakakodzwa!’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi pangouya mwana wenyu uyu akapedza zvinhu zvenyu zvinokuraramisai nepfambi, mabva mamubaira mhuru yakakodzwa.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi mwanakomana wenyu uyu, akaparadza pfuma yenyu nezvipfeve, akati achisvika, momubayira mhuru yakakodzwa.’
Shona 2009?
Asi mangoti mwanakomana wenyu uyu wakaparadza fuma yenyu nezvifeve achisvika, mamubaira mhuru yakakodzwa.
Shona SUB 2002 Bible
Asi mwanakomana wenyu uyu, akaparadza pfuma yenyu nezvipfeve, akati achisvika, momubayira mhuru yakakodzwa.’