Luke 15:31 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iʋo ʋakati kwaari: Mŋana waŋgu, iwe uneni ŋguʋa dzose, ɀose ɀaŋgu ndeɀako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Baba vakati, ‘Mwanangu, iwe uneni nguva dzose, uye zvose zvandinazvo ndezvako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Baba vakati kwaari, ‘Mwanangu uneni nguva dzose uye zvangu zvose ndezvako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ivo vakati kwaari, ‘Mwana wangu, iwe uneni nguva dzose, zvose zvangu ndezvako.
Shona 2009?
Ivo vakati kwaari: Mwana, iwe uneni nguva dzose, uye zvose zvandinazvo ndezvako.
Shona SUB 2002 Bible
Ivo vakati kwaari, ‘Mwana wangu, iwe uneni nguva dzose, zvose zvangu ndezvako.