Luke 15:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ariwana, unoriisa pamafudzi ake, acifara.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye kana ariwana, anoritakura pamapfudzi ake nomufaro
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana aiwana anoitakura pamafudzi ake achifara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kana ayiwana, anoriisa pamafudzi ake, achifara.
Shona 2009?
Kana a\add ri\add*wana, uno\add ri\add*isa pamafudzi ake achifara.
Shona SUB 2002 Bible
“Kana ayiwana, anoriisa pamafudzi ake, achifara.