Luke 15:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ariwana, unokokera hama dzake naʋakaʋaka naye, akati kwaʋari: Farai neni, nokuti ndawana drakema randakaŋga ndarashikirwa naro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye paanenge aiwana, achadana shamwari dzake navavakidzani agoti kwavari, ‘Farai pamwe chete neni, ndawana mari yangu yakanga yarasika.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana aiwana anodaidza shamwari dzake navavakidzani vake achiti, ‘Farai neni nokuti ndawana mari yandakanga ndarasa.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kana ariwana, anokokera hama dzake navavakidzani vake, akati kwavari, ‘Farai neni, nokuti ndawana dhirakema randakanga ndarasikirwa naro.’
Shona 2009?
Zvino kana a\add ri\add*wana, unodana shamwari navavakidzani pamwechete, achiti: Farai neni, nokuti ndawana kobiri randakanga ndarashikirwa naro.
Shona SUB 2002 Bible
“Kana ariwana, anokokera hama dzake navavakidzani vake, akati kwavari, ‘Farai neni, nokuti ndawana dhirakema randakanga ndarasikirwa naro.’