Luke 16:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakatendeka paɀinhu ɀiɗuku‐ɗuku, wakatendeka ʋo paɀikuru; asi usakarurama paɀinhu ɀiɗuku‐ɗuku, haaŋgarurami ʋo paɀikuru.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ani naani anogona kutendeka pane zvinhu zviduku anogonawo kutendeka pane zvakawanda, uye ani naani asina kutendeka pazvinhu zviduku duku achavawo asina kutendeka pane zvakawanda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu anovimbika mune zvidiki anovimbika mune zvikuru. Uyowo asingavimbiki mune zvidiki haavimbikiwo mune zvikuru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akatendeka pazvinhu zviduku-duku, akatendekawo pazvikuru; asi asakarurama pazvinhu zviduku-duku, haangaruramiwo pazvikuru.
Shona 2009?
Wakatendeka pazvinhu zviduku-duku wakatendekavo pazvikuru, nousakarurama pazvinhu zviduku-duku haana kururamavo pazvikuru.
Shona SUB 2002 Bible
Akatendeka pazvinhu zviduku–duku, akatendekawo pazvikuru; asi asakarurama pazvinhu zviduku–duku, haangaruramiwo pazvikuru.