Luke 16:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo kana musina‐kuʋa ʋakatendeka pafuma isakarurama, ndianiko ucakutendai nefuma yaɀokwaɗi?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka kana manga musina kutendeka paupfumi hwenyika, ndianiko achavimba nemi paupfumi hwechokwadi?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino kana usingavimbiki munezvemari isina kururama zvayo, ndiani angakuchengetese upfumi hwechokwadi?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo kana musina kuva vakatendeka papfuma isakarurama, ndianiko achakutendai nepfuma yechokwadi?
Shona 2009?
Naizvozvo kana musina kuva vakatendeka kunaMamona* usakarurama, ndianiko uchakuvimbai nefuma yechokwadi?
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo kana musina kuva vakatendeka papfuma isakarurama, ndianiko achakutendai nepfuma yechokwadi?