Luke 16:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana musina‐kuʋa ʋakatendeka paɀinhu ɀomumŋe, ndianiko ucakupai ɀenyu?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye kana wanga usina kutendeka pazvinhu zvomumwe, ndianiko achakupa zvinhu zvako iwe?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino kana usina kuvimbika nechinhu chomumwe ndiani angakupe zvako pachako?’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana musina kuva vakatendeka pazvinhu zvomumwe, ndianiko achakupai zvenyu?
Shona 2009?
Zvino kana musina kuva vakatendeka pazvinhu zvomumwe, ndianiko uchakupai zviri zvenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Kana musina kuva vakatendeka pazvinhu zvomumwe, ndianiko achakupai zvenyu?