Luke 16:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋaFarise, ʋakaŋga ʋaciɗa mari, ʋakanzwa iɀoɀo ɀose, ʋakamuseka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaFarisi, avo vaida mari vakanzwa zvose izvi vakatuka Jesu uye vakamuseka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaFarisei vaidisa mari, vakanzwa zvose izvi vakamuseka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vaFarisi, vakanga vachida mari, vakanzwa izvozvo zvose, vakamuseka.
Shona 2009?
Zvino navaFarisivo, vakanga vachida mari, vakanzwa zvinhu izvozvi zvose, vakamunyomba.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino VaFarisi, vakanga vachida mari, vakanzwa izvozvo zvose, vakamuseka.