Luke 16:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokuti ndinaʋanuŋuna ʋashanu; kuti andonatso‐ʋapupurira, kuti ʋarege kuʋuya ʋo panɀimbo ino yokurwadziwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti ndina vanun'una vashanu. Ngaaende anovayambira, kuitira kuti naivowo varege kuuya kunzvimbo ino yokurwadziwa.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti ndine vakoma navanun'una vashanu kuti andovayambira nokuti vangadaro vakauyawo kunzvimbo ino yokurwadziwa.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokuti ndina vanun'una vashanu; kuti andonatsovapupurira, kuti varege kuuyawo panzvimbo ino yokurwadziwa.’
Shona 2009?
nokuti ndina vana vamai vangu vashanu; kuti andonyatso-vapupurira, zvimwe naivovo vangavuya panzvimbo ino yamarwadzo.
Shona SUB 2002 Bible
nokuti ndina vanun'una vashanu; kuti andonatsovapupurira, kuti varege kuuyawo panzvimbo ino yokurwadziwa.’