Luke 16:30 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akati: Kwete, Ƃaɓa Abrahama, asi kana mumŋe akabva kuʋakafa, akaenda kwaʋari, ʋaŋgatendeʋuka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Iye akati, ‘Kwete, baba Abhurahama, asi kana mumwe akabva kuna vakafa akaenda kwavari, vangatendeuka.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye akati, ‘Kwete Baba, Abhurahamu. Asi kana mumwe munhu akaenda kwavari achibva kune vakafa vanopinduka.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akati, ‘Kwete, baba Abhurahamu, asi kana mumwe akabva kuvakafa, akaenda kwavari, vangatendeuka.’
Shona 2009?
Iye akati: Kwete, Baba Abhurahamu; asi kana mumwe akaenda kwavari kubva kunavakafa, vangatendevuka.
Shona SUB 2002 Bible
Iye akati, ‘Kwete, baba Abhurahamu, asi kana mumwe akabva kuvakafa, akaenda kwavari, vangatendeuka.’