Luke 16:31 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kwaari: Kana ʋasiŋganzwi Mosesi naʋaprofita, haʋaŋgatendiswi, kunyaŋge mumŋe akamuka kuʋakafa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Iye akati kwaari, ‘Kana vasinganzwi Mozisi navaprofita, havangatendi kunyange dai mumwe akamuka kubva kuvakafa.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Abhurahamu akati kwaari, ‘Kana vakarega kunzwa Mosesi navaporofita havambotendi kana mumwe munhu akamuka achibva kuvafi.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Akati kwaari, ‘Kana vasinganzwi Mosesi navaporofita, havangatendi, kunyange mumwe akamuka kuvakafa.’ ”
Shona 2009?
Zvino akati kwaari: Kana vasinganzwi Mozisi navaporofita, havangatendiswi, kunyange mumwe akamuka kuvakafa.
Shona SUB 2002 Bible
“Akati kwaari, ‘Kana vasinganzwi Mosesi navaporofita, havangatendi, kunyangwe mumwe akamuka kuvakafa.’ ”