Luke 16:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kunomumŋe: Ko iwe, unecikwerete cakaɗiniko? Iye akati: Mateŋgu anezana eɀiyo. Akati kwaari: Tora runyoro rwako, unyore makumi masere.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ipapo akabvunza wechipiri akati, ‘Iwe une chikwereti chakadiniko?’ “Akapindura akati, ‘Zviero zana zvegorosi.’ Akamuudza kuti, ‘Tora tsamba yako unyore makumi masere.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akatiwo kune mumwe, ‘Ko iwe unechikwereti chakadii?’ Iye akati, ‘Mabhagidhi zana ekoroni.’ Akamuti, ‘Tora katsamba kako kechikwereti unyore makumi masere.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati kuno mumwe, ‘Ko iwe, une chikwerete chakadiniko?’ Iye akati, ‘Matengu ane zana ezviyo.’ Akati kwaari, ‘Tora runyoro rwako, unyore makumi masere.’
Shona 2009?
Akati kunomumwe: Ko iwe, unechikwereti chakadiniko? Iye akati: Zviyero zvinezana zvezviyo. Akati kwaari: Tora rugwaro rwako, unyore makumi masere.
Shona SUB 2002 Bible
Akati kuno mumwe, ‘Ko iwe, une chikwereti chakadiniko?’ Iye akati, ‘Matengu ane zana ezviyo.’ Akati kwaari, ‘Tora runyoro rwako, unyore makumi masere.’