Luke 17:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakati ʋacienda Jerusarema, akapfuʋura napaSamaria neGarirea.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino ari munzira achienda kuJerusarema, Jesu akafamba achitevedza muganhu waiva pakati peSamaria neGarirea.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ari parwendo rwokuenda kuJerusaremu akapfuura napakati peSamaria neGarirea.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakati vachienda Jerusaremu, akapfuura napaSamaria neGariria.
Shona 2009?
Zvino zvakaitia pakuenda kwake Jerusarema, kuti wakapfuvura napakati peSamaria neGariri.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakati vachienda Jerusaremu, akapfuura napaSamaria neGareriya.